Duramazwi
Zvinoreva
Kukakabvura kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu chakaoma.
1
Kukakabvura kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu chakaoma.
Kukakabvura ganda kurimara kana kuritsunya kana kuribvarura nenzwara.
2
Kukakabvura ganda kurimara kana kuritsunya kana kuribvarura nenzwara.
Mbada yakasvetukira muvhimi ikamukakabvura ganda kumeso.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kakacha kakacha
Kuti kakacha kakacha kumhanya kunoita bhiza.
VerengaSwipe for the next word