Kwaunobva/Duramazwi/K/kakacha kakacha
Duramazwi
Kuti kakacha kakacha kumhanya kunoita bhiza.
kakachi
Kuti kakachi kubvuta chinhu wobva wachidya.
kakachira
Kukakachira chinhu kuchibvuta wobva wangokurumidza kuchidya.
kakachu
Kuti kakachu kudambura sezvakaita nyama nemazino.
Swipe for the next word