Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kajongwe rudzi rwechimerwa chomusango, chinobumba pasi uye chinoita maruva anotaridzika semusoro wejongwe.
1

Nyakajongwe rudzi rweruva rinowanzotungira muzhizha, rinowanikwa pakati pa-matombo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kaka
Kana muchikaka waya kana tambo munenge muchiikweva kana kuikakata, kuitira kuti itwasanuke yakasimba.
VerengaSwipe for the next word