KwaunobvaDuramazwiKkaida

Duramazwi

kaida

Zvinoreva

Kana munhu achikaida mvura iri mune chimwe chinhu, anenge achiinwa asingazorori.

Kukaida kuimba nezwi riri pamusoro.

1

Apo akati dzedzeu kumuka, akakaida mvura yaiva mudende, zvekuti paakaipedza akafemeruka.

Kana munhu achikaida mvura iri mune chimwe chinhu, anenge achiinwa asingazorori.

2

Kukaida kuimba nezwi riri pamusoro.

Kana munhu achikaida mvura iri mune chimwe chinhu, anenge achiinwa asingazorori.

Kana vaimbi vachinzi vakakaida zvinoreva kuti vakaimba nziyo dzakawanda uye zvinonakidza.

Kukaida kuimba nezwi riri pamusoro.

3

Kana vaimbi vachinzi vakakaida zvinoreva kuti vakaimba nziyo dzakawanda uye zvinonakidza.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kaira

Kukwanisa kutarisa nenzira yehutano kure.

Verenga

Swipe for the next word