KwaunobvaDuramazwiKkai

Duramazwi · zita

kai

Zvinoreva

Kai izwi rinoshandisa kureva kanhu kadikidiki chaizvo, kana zviya zviri kutaurwa zvacho

1

Kai izwi rinoshandisa kureva kanhu kadikidiki chaizvo, kana zviya zviri kutaurwa zvacho

Kana mashanga akaoma akangondoma anenge abvira ese, pachisara pasisina kana kai.

Ichi chinhu chekudya chausingarasi kana kai zvako pachiri.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kaida

Kana munhu achikaida mvura iri mune chimwe chinhu, anenge achiinwa asingazorori.

Verenga

Swipe for the next word