KwaunobvaDuramazwiKkaha

Duramazwi

kaha

Zvinoreva

Kuti kaha kutaridza kushamisika nechinhu.

1

Kuti kaha kutaridza kushamisika nechinhu.

Kuti kaha kutaridza kushamisika nechinhu.

Mukaha kudya munhu achikasika zvekuda kupedzera vamwe vaanenge achidya navo.

Mukaha iburi rinosara panenge pakada kubatana. Madzvinyu anopinda mumukaha webwe kana aona vanhu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kahadzika

Kukahadzika kushamisika nokuda kwezvaunenge waona kana kunzwa.

Verenga

Swipe for the next word