Duramazwi
vaura
ulla
Duramazwi
ulla
Kupfuvura nenzira yehusvinu mumatambudziko.
Kana munhu achivaura chinhu anenge achichibvisa mune zvakawanda achichiisa pacho chega.

Mufudzi woga woga anovaura n'ombe dzake kubva mune dzimwe kana asvika padanga pake.
Kana wakabvaura chinhu unenge wachicheka kana kuchibvarura panzvimbo pakakura.
Kana munhu achivaura chinhu anenge achichibvisa mune zvakawanda achichiisa pacho chega.
Kana munhu achivaura chinhu anenge achichibvisa mune zvakawanda achichiisa pacho chega.
Mufudzi woga woga anovaura n'ombe dzake kubva mune dzimwe kana asvika padanga pake.
Kana munhu achivaura chinhu anenge achichibvisa mune zvakawanda achichiisa pacho chega.
Kubvaura kuruma chidimbu chihombe chechokudya.
Duramazwi
01 / 03vauyi
Vauyi vanhu vanobva kune imwe nzvimbo iri kure vachizogara kune imwe yavasingazikanwi.
VerengaSwipe for the next word