Duramazwi · zita
vaenzi
lobby · guests · visitors
venivaeni
Duramazwi · zita
lobby · guests · visitors
Vaenzi vanhu vanenge vashanya pamusha wavamwe.
Vaenzi vanhu vanenge vashanya pamusha wavamwe.
Vatete: Hongu tasvibirwa hedu asi tiri vaenzi venyu.
Mukai hadzvadzi yaTapera nemamwe madzimai vakati mhururu kwetsu vachienda kwaiva nengoro vakabata zvipo zvekugamuchira vaenzi mumusha.
Ndanga ndiri kumunda chimukiro, saka handina kuziva kuti kumba kwasvika vaenzi.
veni · vaeni
Duramazwi
01 / 03VaEurope
Europeans
VerengaSwipe for the next word