Duramazwi
Mazwi ane V.
527 Shona headwords beginning with V, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 2 pa3
veKuti ve kucheka nyama kana zvimwewo nekukasika.veAboriginalaboriginalvechidikiyouthvectorvectorvedareVanhu vanogara mudare rekutonga nhau.veduwe-eTinoshandisa veduwe-e kutaridza kusiririswa kana...vedzaKuvedza kubata hove murwizi uchishandisa chirauro.vedzengaKucheka uchiita zvipande zvitete.vedzenguKuti vedzengu kucheka nyama uchiita mudzonga.vefukaKuvefuka kufamba kunoita munhu anenge akatakura zvinhu...veka vekaKuti veka veka kufamba uchiita sounodzedzereka nokuremerwa.vekairaKuvekaira kufamba kunoita munhu akatakura zvinoremavembeVembe munhu asinga-kwanisi kuimba nekuda kweizwi rake...vendaKana munhu achivenda rekeni anenge achiicheka kuita...vendeBuri riri pakati pazvinhu zviviri.vengaantagonizevenganisaKuvenganisa vanhu kuita kana kutaura zvinoita kuti vatadze...venyekaKuvenyeka kusekerera kunoitwa nemunhu asisina mazino...venyuKuti venyu kucheka nyama zvakadzika nebanga rakapinza.vepanoTinoshandisa vepano kana tichisvika pamusha pasiri pedu...veparamendeparliamentaryverengacountverengekareadableverengeraprocrastinateverengerwaKana chinhu chichinzi chine kwachinoverengerwa chinenge...verengoVerengo imhando yezvisazita zvinotsaura zviri kutaurwa.vereraKuverera kuenda kana kusvika muchihwande, vanhu vasingaoni.verereKana munhu ati verere anenge abva panzvimbo chinyararire...verevedzasmuggleverevereKufamba zvisina ruzha.vesaignitevesvuKuti vesvu kudeura chinhu chakaita mvura mvura...veteraKuvetera kuisa chigamba pamudziyo wakabooka kuti usavhinze.vetsaKudzvanyirira nenzira yehusvinu panyama.veurashaveveveVeve kusanzwa kurwadza kunomboita nhengo yemuviri...vezacarvevezvematongerwo enyikapoliticiansvhaamuKana motokari ichiti vhaamu inenge ichiita ruzha...vhaidzaKana ukavhaidza mvura unenge waiisa pamoto kuti ifashaire.vhainisaKuvhainisa kutumira zvinhu nebhazi kana chimwe chinhu kuti...vhairaboastvhairiniVhairini rudzi rwejira rakakora rinoshandiswa kugadzira...vhairiraKana munhu achivhairira munhu anenge achizvitutumadza...vhaisiMutevedzeri.vhakachaKuvhakacha kuenda kune imwe nzvimbo kundofara kana...vhakachiraKana ukavhakachira munhu unenge waenda kundomuona.vhakairaKuvhakaira kubindikita kunenge kuchiita munhu mupfupi...vhamaKuvhama kukandira mazai kunoita huku kana shiri.vhamuKuti vhamu kunganduma nokukasira kunoita moto kana waisa...vhandanyukaKana zvinhu zvavhandanyuka zvinenge zvisisina kurongeka...vhangaKuvhanga kusanganisa zvinhu zvakasiyana sezvinoitwa...vhanganyukaKana munhu akavhanganyuka anenge akavhiringika pane...vhangerigospelvhanichaKuvhanicha kuisa mafuta pamidziyo yomumba kuti ibwinye.vhanichiVhanichi mushonga unozorwa mudziyo yakagadzirwa nemiti...vharashutvharafuvalvevharamuKuti vharamu kuvhunduka kwemunhu anga akavarairwa kana...vharamuromoVharamuromo imari kana chimwewo chinhu chinopiwa munhu...vharandaVharanda inzvimbo yokugara makatandara, yakavakwa...vharavhanyuKana munhu akati vharavhanyu anenge amuka nokukasira...vharavhazhuKuti vharavhazhu kusimuka nekukurumidza pawanga uri...vharidzirasmothervhariraKutadzisa.vhavhamaKuvhavhama kurova mapapiro kunoita shiti ichibhururuka.vhavhuKana munhu achinzi ane vhavhu anenge achikasikira...vhavhukiraKuvhundukira.vhaya(manje) Kana munhu achinzi avhaya anenge aenda kumwe kunhu.vhayoretiVhayoreti karuva kadiki kane ruvara rwepepo kana kuti...vhazhuIzwi rinoshandiswa pakupunhunuka kwekukasika kwechinhu...vhazuKuvhura maziso zvinooneka nekuda kwekushamisika kana...vheeKuti vhee kubaka kunoita magetsi makuru emotokari usiku.vheeretsaKuvheeretsa kufambisa sezvakaita vhiri munhu achiita...vhejiMavheji.vhendaKuvhenda kutsvaka chinhu uchiita zvokubvisa zvimwe...vhendenyura [-vhendenura]Kana munhu akavhendenyura zvinhu zvakaita senhumbi anenge...vhendenyuroVhendenyuro io-ngororo inobudisa zvinhu zvanga zviri pasi...vhenduKuti vhendu kusvika panzvimbo usingatarisirwi.vhenekaKuvheneka kushandisa mwenje unoita kuti uone murima.vheneka mushaKuvheneka musha kubvunzira kuvanhu vakaita sen'anga kana...vhenekeraKuvhenekera kuisa mwenje kana chiedza panzvimbo kuti mumwe...vhenganaKuvhengana kusangana-sangana kwevanhu kana kwezvinhu...vhenganidzaKuvhenganidza kuisa zvinhu zviviri kana zvakawanda pamwe...vhenganisaKusanganisa zvinhu zvakasiyana panguva imwe chete.vhengedzeraKana munhu achinzi akavhengedzera anenge achingopaparika...vheniVheni idoro rinodhaka chaizvo, kazhinji rinenge ratora...vhenyaVhenya chivharo chevhu chinoshandiswa pakudzivirira mvura...vhenyengaKuvhenyenga kukonyererwa kana kushamisira pane vanhu.vhereMavhere mambava ehuku.vheredzeraKuvheredzera munyu mumuriwo kuunokora neminwe...vherenguKuti vherengu kutanga kupengereka kunoita munhu.vherevhedzaKana munhu achivherevhedza munyu mumuriwo wakabikwa anenge...vherivhetiMhando yemucheka wakapfava une mvere diki (velvet).vhesiVhesi indima yemubhaibheri kana yedetembo.vhesitivestvhetemesaKuvhetemesa kuita kuti chaunenge uchifambisa chimhanye...vheterinariUyu munhu akadzidzira basa rokurapa zvipfuyo nemhuka.VhetinamuVietnamvhetuKuti vhetu kuteya kunoita chiringiro chinenge chichidzora...vheturaKana chinhu chichivhetura chinenge chichidzosa miranzi...vhevhaKuvhevha kunyengedza mumwe kuti abvume kukupa chauri kuda...vhevheVhevhe munhu anonyengera vanhu kuti vamupe zvaanenge...vheyaKuvheya kufamba kunoita chinhu nekukurumidza chichipfuura...vheyesaKana ukavheyesa aini yemarasha, mumhepo unenge...vhi-iKuti vhi-i kurira sokunoita chihwiriri.vhidhiyodocumentaryvhigoroni(manje) Vhigoroni kusundana kunoita vanhu pane-nge vachida...vhiidhiiVhiidhii chirwere chechipfambi chinotapuriranwa panorara...vhiiwaKuve wakaitwa chiito chekuvhiyiwa (kuvurwa muviri).vhikaKuvhika kuzvivharidzira kuitira kuti usasvikirwe neshamhu...vhika shokoKuvhika shoko kupindura munhu nenzira yakanaka zvekuti...vhikiweekendvhiki nevhikiweeklyvhikiraKana uchivhikira mumwe munhu unenge uchiita kuti...vhikiriraKuvhikirira kuzvichengetedza kuitira kuti usakuvadzwa...vhikisanaKana vanhu vachivhikisana vanenge vachikandirana...vhimahuntvhindikaKana munhu akavhindika muchero anenge aubvisa pana mai...vhingaVhinga ivhu rakaumbana pamwe chete, kazhinji rinenge...vhinigavinegarvhinyuVhinyu rudzi rwewaini inogadzirwa kubva pamupamu.vhinyukaKuvhinyuka kuzvonyongoka nekukurumidza kungaitwe nemunhu...vhinyuraKuvhinyura kubva ganda repamusoro kuchisara gwati...vhinzaleakvhinzukaKuvhinzuka kushamisika nezvinotyisa zvaunenge wanzwa.vhiriwheelvhirimisaKana vana vachivhirimisa motokari dzavo dzokutambisa...vhirimuKuti vhirimu kufambisa muviri uchiteta kubatwa kana...vhirindindiMvirinyinyi.vhirindindikaKuvhirindindika kufara pasina nechikonzero chose.vhiringalumpvhiringa-vhiringaKuvhiringa-vhiringa zvinhu kuzvikanganisa pamamiriro kana...vhiringidzaKuvhiringa.vhiringikaKana munhu avhiringika anenge awandirwa mupfungwa...vhiringuKuti vhiringu kupishanisa pfungwa dzemumwe munhu.vhiriridzaKuvhiriridza kufambisa chakaita denderedzi, sezvakaita...vhiririkaspinvhisikosikurira kunoitwa nechinhu chapotserwa, pachinenge...vhitaminivitaminvhituraKuvhitura kupfura kunoita nhengo yemuviri inorwadza.vhiyaKana muchivhiya mhuka munenge muchiibvisa dehwe, mushure...vhiyiwaKana mombe kana imwewo mhuka inodyiwa nyama zvikavhiyiwa...vhiyoVhiyo munhu asingatani kufurirwa nevamwe, zvokuti...vhizavisavhizuKuti vhizu kukava zvakasimba kunoita munhu kana mhuka.vhizukaKuvhizuka kuvhunduka kunoita mhuka, ichizunza muviri wose.vhizunguraKuvhizungura kuzunza kwakasimba kwemunhu anenge achida...vhizuraKana mhuka yakaita sedhongi yakuvhizura kubva pamusana...vhoiriVhoiri mucheka mutete unosungwa mumusoro nemadzimai...vhokoKana munhu achinzi ataura vhoko anenge ataura izwi...vhokonyoKuti vhokonyo kunokora zvinhu zvinogona kuverengeka...vhokotoVhokoto idanda romuti rinenge rakaora.vhomokaKubuda mukati mechimwe.vhomoraKana ukavhomora chinhu unenge wachiburitsa kubva mune...vhorokoshoKana munhu akati vhorokosho anenge agara pasi achiita...vhorongaKucheka muto weruzha kuitira kushatisa chimwe.vhorongonyaKuvhorongonya kubvanyangura zvinhu uchisiya zvisina kugara...vhorovhoroVhorovhoro kapfuti kadikidiki kanogona kuiswa muhomwe.vhorumuvolumevhotavotevhoteraKana ukavhotera munhu unenge wamusarudza kuti aite...vhotivotevhovhaVhovha ikomichi yakakura zviri pakati nepakati...vhovhomaKana munhu achivhovhoma anenge achitaura nezwi rinenge...vhozhoKuti vhozho kudeura zvinhu zvizhinji zvakaita senjera kana...vhozhokaKana zvinhu zvichivhozhoka zvinenge zvichibuda muchinhu...vhuIzwi rinoshandiswa pakusvika kwechinhu kwekukasika pamberi...vhu-uKana munhu akati vhu-u anenge asvika panhu zvisingafungirwe.vhudzihaircutVhudzijenaVhudzijena chidao chevaira Shoko chinotsanangudza mambava...vhuka vhukaaphrodisiacvhukunuKuti vhukunu kuburitsa chinhu changa chakafutsirwa muvhu.vhukunuraKana uchivhukunura chinhu unenge uchichiteta kubva muvhu.vhukunyura[-vhukunura, -fukunyura] 1 Kana munhu akavhukunyura chinhu...vhukutikaKuvhukutika kupwanyika kunoita chinhu chakaita sehari...vhukutu5. Vhukutu idanda guru rakaora mukati.vhumbamaKuvhumbama kurara wakazviunganidza panzvimbo, sezvinoita...vhumbamira[-bvumbamira] 1 Kana huku yakavhumbamira zvitiyo inenge...vhumbuKuti vhumbu kufukunyura zvinhu uchishandisa minwe yakawanda.vhumiraKana munhu akavhumira mumwe pahuro anenge akamubata...vhumukaKana munhu achivhumuka anenge achivhunduka nekutaura...vhunaKudambura chinhu nepakati.vhunda[-unda] Kana chikafu chavhunda chinenge chagara mazuva...vhundikavhundiraKana ivhu richinzi rakavhundira rinenge richipa chikafu...vhunduKuti vhundu kutirimuka kunoita munhu anga akavarairwa.vhundukapanicvhundukiraKana munhu achivhundukira zvinhu anege achingoita asina...vhundunyura[-vhundunura, -vhumbunura, -bvumbunura] 1 Kana munhu...vhundunyuruKuti vhundunyuru kubudisa chinhu pachakavigwa.vhunduraKuvhundura kurova munhu mudumbu zvinorwadza uchishandisa...vhunduriraKuparira.vhundusaKutyisa munhu panyaya kuitira kuti avhunduke (to frighten).vhundusiraKutyisidzira pamberi pedare.vhundutsafreakvhundutsira[-vhundusira] Kutyisidzira.vhungwaKuve wakaitwa chiito chevhungwa.vhunikaKutyoka.vhunuKuti vhunu kutyora chinhu chakaita sezhonje nyoro...vhunura[-dunhura] Kuvhunura kubvisa ganda rokunze rinenge...vhunzaMushoko wekukumbira neruzivo pane zvawausaziva (to ask).vhunze[bvunze] 5. Vhunze chidimbu chidiki chehuni chinenge...vhunziraKukumbira ruzivo rwezvimwe.vhunzo[bvunzo] 9>10. Vhunzo mibvunzo inopiwa vana vechikoro...vhuraopenvhura rusakaKuvhura rusaka kutaura kusingaperi sokungaitwa nomunhu...vhuramusasaIchi chiitiko chekutanga paurongwa hwose hwunenge huripo.vhurudzaKana munhu achivhurudza chinhu anenge achichizunza nesimba.vhurudziraKana uchivhurudzira upfu huri musaga pasi unenge...vhurukushuKana munhu ati vhurukushu anenge agara pasi achiratidza...vhurumuKuti vhurumu kungokaruka munhu ongotaura zvisinganzwisisiki.vhurumukaKuvhurumuka kutaura zvinhu zvaunenge usina kunyatsofunga...vhurumukuKana tsuro ikati vhurumuku inenge yamuka nokukasira...vhurumutsaKuvhurumutsa munhu kumutandanisa nechinangwa chekuda...vhurungwaVhurungwa ivhu rakaurumbana kuita chinhu chimwe chete...vhurusakaVhurusaka chihomwe kana chisaga chakagadzirwa netende...vhuruvataKuti vhuruvata kunyarara kwemunhu anga achiita manyawi...vhuruvhunzaVhuruvhunza kachibhururukwa kanenge ishwa asi kari kadiki...vhuruvhutaKuvhuruvhuta kugunun'una kungaita munhu kana zvinhu...vhuruvhuzhuKuti vhuruvhuzhu kukaruka munhu wapepuka kubva muhope...vhuserereKana vanhu vachinzi vari kuita vhuserere vanenge...vhutaKuvhuta kupakira mweya mumudziyo wakaita semubhasikoro...vhutiraKana munhu achivhutira simbi anenge achiipisa mumoto kuti...vhuturaKuvhutura kurwadza kune kakupfura kunoita kana munhu...vhuuKuti vhuu kubuda kunoita zuva mangwanani kunze...vhuvataKuvhumbama.vhuvhaKuvhuvha kuora kunoita chikafu chakaita sechingwa.vhuvhurubweVhuvhurubwe idombo risina kusimba, rinongopfu-pfunyuka...vhuvhutastormyvhuzaKuti vhuza kuramwa chimwe chinhu. Patakamuti auye adye...viKuti vi kuisa zvinhu zvakawanda mumudziyo kana pamwewo...ViaviavidzaKana ukavidza mvura unenge waiisa pamoto kuti ifashaire.vigabury; concealviga [-iga]Kuisa chinhu pachisingaonekwi.vigira [-igira]Kana ukavigira munhu chinhu unenge wauya nacho kubva kumwe...vigiridzaKana ukaita chinhu chokuvigiridza unenge wabva kana kuenda...VillavillavimbaconfidevimbanoVimbano kusatyirana nokusarasisana kwavanhu mukudana kana...vimbikaKana munhu achinzi akavimbika anenge achiita zvinhu zvose...vimbikanaKana zvinhu zvichinzi zvakavimbikana zvinenge zviri...vimbisaguaranteevimboChivimbo.vindinudzaKuvindinura.vindinukaKuvindinuka kupidigura maziso uchivanza mboni.vindinuraKana uchivindinura maziso ako unenge uchiatenderedza ava...vingaKuenda kune chinhu.vingiraKuvingira munhu kuenda kwaari, kazhinji nechinangwa...

