Duramazwi
Zvinoreva
(manje) Kana munhu achinzi avhaya anenge aenda kumwe kunhu.
1
(manje) Kana munhu achinzi avhaya anenge aenda kumwe kunhu.
Ndaichambovhaya kumagirosa.
2
(manje) Kana chokudya chichinzi chiri kuvhaya chinenge chichinaka zvikuru.
3
(manje) Kana chinhu chichinzi chinovhaya chinenge chichinakidza.
Ndinofarira kugara muGweru nekuti munovhaya.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhayoreti
Vhayoreti karuva kadiki kane ruvara rwepepo kana kuti ruchena uye kanotumbuka muchirimo.
VerengaSwipe for the next word