Duramazwi
Zvinoreva
Izwi rinoshandiswa pakupunhunuka kwekukasika kwechinhu mumukanwa.
1
Izwi rinoshandiswa pakupunhunuka kwekukasika kwechinhu mumukanwa.
Kuti vhazhu kubuda kuenda panze kwevanhu vakawanda panguva imwe chete.
Kuti vharavhazhu kusimuka nekukurumidza pawanga uri mushure mekuvhundutswa.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhazu
Kuvhura maziso zvinooneka nekuda kwekushamisika kana kuvhunduka.
VerengaSwipe for the next word