Duramazwi
Mazwi ane V.
527 Shona headwords beginning with V, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa3
virafurnacevira [-wira, -ira]Kuvira kututuma kunoita mvura inenge ichifashaira iri...virikaKuvirika kupamhidzira pamusoro pezvimwe.virikiraKana chinhu chikavirikira chinenge chichigaroitika...virikitiKana munhu akati virikiti anenge achibva pakavanda...virimirwaKana munhu achinzi akavirimirwa anenge achingoita zvinhu...viririkaKuva nerevo nenzira yeshungu.virirwaKana munhu akavirirwa, zuva rinenge ranyura asati asvika...virisaKuvirisa kuisa mbiriso inoita kuti zvinwiwa zvakaita...virukaKana munhu achiviruka nehasha anenge achiratidza kutsamwa...virusa [-virutsa]Kana ukavirusa munhu unenge waita zvinokonzera kuti aite...visiwatermelonvitaminivitaminvivanaKuvivana kurwisana kana kudzingirirana kwenguva refu...vizhuKuti vizhu kudonha kwechinhu chine munhu mukuru.vizhuraKana munhu achinzi avizhura anenge awana zvinhu zvakawanda...vobwoKana vanhu vachinzi ndivo vobwo vanenge varivo vagari...vocalsvocalsvodyoKuti vodyo kuboora chinhu nesimba uchishandisa chibooreso...vohwoIzwi rinotevedzera ruzha rwezvimwe.vokuRussiarussiansvongaKana munhu achivonga anenge achitaura mazwi ekufarira...votyoKuti votyo kupinda mumba nekukasira uchitiza chimwe chinhu.vovoraKuvovora kuchema kukuru, kungaitwa nomunhu achiratidza...voyoKuti voyo kutiza nekutya sezvingaite mbavha yaba.vuchiraKuchaira kuitira kutenda kana kudyidzana (to applaud).vuvoVuvo chibhururukwa chakada kuita senyuchi chinowanikwa...

