KwaunobvaDuramazwiVvuvo

Duramazwi · zita

vuvo

gunurwa

Zvinoreva

Vuvo chibhururukwa chakada kuita senyuchi chinowanikwa munguva dzezhizha chinonwa ropa pan'ombe kana vanhu.

1

Zvakafanana

gunurwa

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

v

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi vi, inowanikwa pakati pau-u navhi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.

Verenga

Swipe for the next word