KwaunobvaDuramazwiVvinga

Duramazwi

vinga

-urira

Zvinoreva

Kuenda kune chinhu.

1

Kuenda kune chinhu.

Doctor vakazomupa mushonga nekuzoita matests avainge vavinga.

Ndosaka muchiona vava kutotivinga nekumba kudai.

2

Kuvinga munhu kana chinhu kufamba uchienda kwachinenge chiri.

Avinga mari yake yaakaita maricho pano.

3

Kana munhu akati achakuvinga anenge achireva kuti achauya kuzopedzerana newe pamusoro pekusawirana kwenyu muri vaviri.

Zvakafanana

-urira

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vingira

Kuvingira munhu kuenda kwaari, kazhinji nechinangwa chekurwa naye kana kumukvadza.

Verenga

Swipe for the next word