KwaunobvaDuramazwiVvherengu

Duramazwi

vherengu

Zvinoreva

Kuti vherengu kutanga kupengereka kunoita munhu.

1

Kuti vherengu kutanga kupengereka kunoita munhu.

Mupengo wakati vherengu pamusangano pakaitika chibatabata.

Kuti vherengu kutanga kupengereka kunoita munhu.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vherevhedza

Kana munhu achivherevhedza munyu mumuriwo wakabikwa anenge achiuwedzera nechekure achiitira kuti usawandise.

Verenga

Swipe for the next word