Duramazwi
Zvinoreva
Kuti vazvu kumira uchiratidza kupererwa nemazano pamusoro pezvaitika.
1

Imbwa yakasara yakati vazvu, tsuro yapinda mumwena.
Kuti vazvu kumira uchiratidza kupererwa nemazano pamusoro pezvaitika.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03ve
Kuti ve kucheka nyama kana zvimwewo nekukasika.
VerengaSwipe for the next word