KwaunobvaDuramazwiVvabvu

Duramazwi

vabvu

Zvinoreva

Kuti vabvu kuruma nokudambura chinhu chakapfava, sezvakaita nyama yanyatsoibva. Nyama yatadya yaibva inongoti vabvu.

1

Chivabvu izita romwedzi wechishanu pagore. Panososvika Chivabvu vanhu vazhinji vanenge vapedza kukohwa.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word