KwaunobvaDuramazwiVvaravadza

Duramazwi

varavadza

Zvinoreva

Kuvaravadza kufambisa chinhu nokukasika.

1

Kuvaravadza kufambisa chinhu nokukasika.

Musikana wokuba akavaravadza maziso.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

varavanda

Kuti varavanda kushanda wega chinyararire.

Verenga

Swipe for the next word