KwaunobvaDuramazwiVvakuru

Duramazwi

vakuru

functionally · adults

Zvinoreva

Iri izwi rinogona kushandiswa pakudeedza munhu asi usingadi kudana zita rake chairo kana kuti usingarizivi.

1

Iri izwi rinogona kushandiswa pakudeedza munhu asi usingadi kudana zita rake chairo kana kuti usingarizivi.

Vakuru, chimbouyai pano tine nyaya nemi. type the citation here.

Handiti vakuru vakati chinodzvurwa chose chichauya nemurusero here?

Muchikomo chipi nechipi zvacho chaivigwa vakuru vakuru vavatema, maityisa kwazvo uye muchiera.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word