Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bvudzi rekutorwa rinoshandiswa pamberi pevanhu kuitira kunaka (wig).
1
Bvudzi rekutorwa rinoshandiswa pamberi pevanhu kuitira kunaka (wig).
Chisikana chakabata-bata wigi yacho kuti invatsomira zvakanaka mumusoro.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03windimiri
Muchina wekufambiswa nemhepo (windmill).
VerengaSwipe for the next word