KwaunobvaDuramazwiWwi

Duramazwi

wi

Zvinoreva

Kuti wi kupinza chinhu mukati mechimwe zvine chimbichimbi.

1

Kuti wi-i kudzika zvishoma zvishoma kunoita chinhu, kusvika chisisaonekwi.

Kuti hu-wi kusheedza munhu ari kure, uchiburitsa mweya wakaumba muromo kunge munhu ari kuda kuridza muridzo.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wi-i

Kuti wi-i kudzika zvishoma zvishoma kunoita chinhu, kusvika chisisaonekwi.

Verenga

Swipe for the next word