KwaunobvaDuramazwiWwuwa

Duramazwi

wuwa

Zvinoreva

Kuwuwa kunama kana kuseta nendove kumusana kunoitwa munhu ava kutsemuka tsemuka ganda nokuda kokuti achembera chaizvo.

1

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wuwu

Wuwu rudzi rwesora rinomera paivhu risina kudya kwakakwana.

Verenga

Swipe for the next word