Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akawuzva mwana ane-nge achinyanya kumuchengetedza nokumutyira zvokuti haazomboiti zvinhu zvinoitwa navamwe vezera rake.
Kudzvanyirira nenzira yehusvinu panyama.
Kana munhu achiwuzva chiumbwa anenge achichikwenenzvera nechimwe chinhu chakatsetseka kuti chitarisike zvakanaka.

Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03w
Iyi inyanzvira inodaidzwa ichinzi wu, inowanikwa pakati pavhinawayi mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
VerengaSwipe for the next word