Duramazwi · zita
Zvinoreva
Werera ibveni rinofamba roga.
1
Werera ibveni rinofamba roga.
Takabva tasangana naHeadmaster vachitobvawo ikoko ndichibva ndaona vonyemwerera.
Anobva anyemwerera achinditarisa ndokuti " usadaro shaa mashoko ako andirwadza.
Tadiwa akafara zvisingaite akanyemwerera kutarisa Batakue.
2

Zvine chekuita
-verera
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03werere
VerengaSwipe for the next word