Duramazwi
Zvinoreva
Kuti wovo kutiza panzvimbo nenzira inoenda nomukati medenhere. Chikomba chakati wovo neseri kwemba, kutiza muridzi wo-mukadzi.
1

Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wowora
Kuwowora kuchema nezwi riri pamusoro kwenguva huru, zvinoratidza kurwadzikana kukuru.
VerengaSwipe for the next word