Duramazwi
Mazwi ane F.
646 Shona headwords beginning with F, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa3
fundundukaKufundunduka kusimudza musana kana nyundwa, sezvinoita...fundunduraKufundundura musana kuusimudza, sezvinoita kiti yashatirwa.fundunuKuti fundunu kusununguka kwezvinhu zvanga zvakasungwa...fundunuraKusungura.funduraKana ukafundura mudziyo unenge waukombamisa kana...fungaconsiderfungaidzaKukonzera kuti utsi huwande munzvimbo.fungairaKubuda kweutsi kumberi.funganyaKufunganya kunyanya kubatikana nezvinenge zviri...fungataKufungata kubata munhu kana chimwe chinhu...fungidziraapproximatefungidziroconjecturefungirasuspectfungiranaKana vanhu vachifungirana, mumwe nomumwe wavo anenge...fungiroFungiro iganda rinovhara ziso, rinomera tsiye uye...fungisaKuyeuchidza.funguSundesunde.fungwafunhafunhiraKukwidibira.funhurafunuKuti funu kumenyeka kunoita ganda, sereranjisi kana kuti...funukaKana ganda richifunuka rinenge rakaoma, richikwatanuka...funuraKubvisa ganda kana makanda.funurwafunyaKuti funya kuunyanisa kumeso uchitaridza kushatirwa kana...funyanaKufunyana kupeteka kunoita jira kana hanzu. Ko, unopfeka...funyeFunye ishiri ine zhumu, inodya tupuka nemiche-ro, inorira...funyunguKuti funyungu kupindurudza chinhu chakaita sechipfeko...funyunguraKufunyungura chinhu kuchipindurudza mukati muchiuya kunze...funyunyuKana munhu akati funyunyu anenge akarara zvinoratidza kuti...funzefunziFunzi munhu anofurira kana kuti kurunzira vamwe.funzuriraKufunzurira kutarisa chinhu nameso akazarurwa zvikuru.fupiChinhu chisina kureba (short).fupikaKukwanisa kuve pfupi.fupikisoKupeta mashoko kuitira kuti asati ave mazhinji.fupisaKuita kuti chinhu chive pfupi.fupisoChiito chefupisa.furashootfuradhaKufuradha kuzarisa kwemvura murwizi ichibuda...furadhiFuradhi kufashuka kunoita rwizi kana nyanza mushure...furafuraShaveshave.furambukoFurambuko igwenzi rinowanikwa munzvimbo dzine unyoro...furameraFuramera rumwe rudzi rwekapuka kanobhururuka nokutaridzika...furamvuuFuramvuu rudzi rwegwenzi rine dzinde refu nemashizha ane...furaneraFuranera rudzi rwejira rakapfava, rinowanza kusoneswa...furanondoFuranondo rudzi rwemashizha anobikwa semuriwo.FuranzifrancefurashiFurashi chiedza chegetsi chakakura uye chinongopenya...furasikiFurasiki ibhodhoro rine midhuri miviri mitete isingapindi...furatiflat (apartment)furatidzaKukonzera kuti chimwe chinhu chitarise kune rimwe divi (to...furatidzwaKana munhu achinzi akafuratidzwa anenge akapiwa mushonga...furatiraKufuratira kutendeuka uchipa gotsi rako kune mumwe munhu...furauMufananidzo wezvakasiyana munyaya dzerudo.furaudhiFuraudhi kuba mari dzavanhu munhu achipa umboo...furawaflourfurawoMweya unoti pfuvura mumatambudziko.furayafryfuremaKufurema kuisa pikicha kana mufananidzo mufuremu.furemuframefurezaKufureza mazwi kunyatsoaronga muchirevo, uchinyora kana...furiFuri munhu asingakwanisi kuzviitira zvinhu oga nekuda...FuridzablowupfuridzwaFuridzwa chinhu chinokupa shungu dzokuti ukwanise kuita...furikidzaKuwedzera masimba pakudya kana pakushanda.furikiraKana majuru achifurikira anenge achibuda ega mumwena asina...furinjiFurinji kavhudzi kanokamirwa mberi kachirembera pahuma...furiraKunyengera munhu kuti aite zvausiri kuda iye (to...fuririFuriri munhu anotunza vamwe kuita zvakashata.furiridzaKana uchifuriridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza...furirikaKana munhu achinzi anofuririka anenge asinganetsi...furizaMuchina wekutonhodza zvekudya kuitira kuti zviome...furiziMunyaya dzezvokugadzira misoro, *furizi* magadzirirwo...furizitiFuriziti chinwiwa chinoiswa muchipurasitiki chidiki chobva...furofoamfurotaKana chinhu chiri mumvura chichifurota chinenge...furuFuru rudzi rwehonye chena inowanzowanikwa pachinhu chakaora.furufushaharassfurufutikaKufurufutika kuzununguka zvishoma kunoita munhu akarara...furukaKana chibage chichifuruka chinenge chichibvisika mashizha...furukutaKufurukuta kutadza kushandisa zvokudya zvakanaka...furukutikaKufurukutika kupfakanyika muviri zvishoma sezvingaita...furunguFurungu rudzi rwendimu rinokura roga musango.fururaKufurura kubvisa mashizha pamuguri wechibage.furusaKufurusa vanhu kuvakanganisa magariro avo, kana kuti...furutuMuchero.furuuflufuruvaraKufuruvara kurega kuyevedza kunoita chinhu kana chosakara.furuwenzaFuruwenza chirwere chedzihwa chinotemesa musoro...fusaKufusa munhu kumuitira shanje dziya dzokuti pasava...fusanaKufusana kugara vanhu vachingonetsana nokupopotedzana...fuseKuti fuse kuvharidzira chinhu nokuchiisa ivhu kana...fuse fuseKuti fuse fuse kuzvimba kukuru kunoita nhengo yomuviri...fushaKuomesera muriwo kana muchero nenzira yekubika nekuyanika.fushafushaKana zvinhu zvakaita fushafusha zvinenge zvakawanda chaizvo.fushanisaKufushanisa mwoto kubata-bata huni zvinokonzera kuti...fusheFushe chibage chakabikwa chiri chinyoro, chikaomeswa iri...fushiraburyfushuKuti fushu kubuda kunoita zviyo musaga kana rabvajuka.fushukaKufushuka kubuda kunoita zviyo kubva musaga ratsemuka...fushunuKuti fushunu kubuda kana kubudiswa ku-fushunu fushunuKuti fushunu fushunu kuchera mwena, sezvinoita mbeva...fushunuraKufushunura kuchera gomba kana mwena uchibudisa ivhu panze.fusiraKufusira kuvhara gomba kana chimwe chinhu uchishandisa ivhu.fusuKuti fusu kusvetukira kumashure, iwe wanga usati...fusukaKufusuka kusvetukira kumashure, sezvingaita munhu aona...futabloatedfutadaKana munhu akarohwa nembama yefutada anenge arohwa neseri...futiZvakare.futidzaKana uchipfutidza moto kana rambi, unenge uchitora mechisa...futiraKufutira kuzvimbisa kana kukudza dumbu kunoita zvidyiwa...futsaKufutidza.futsekeIzwi rinonyadzisa rinoshandiswa kutyisidzira kana kudzinga...futsiraKudyidzira kwekukasika kune vamwe.futuKuti futu kungoerekana munhu afa kana kuti mhuka yafa.futubhoroFutubhoro ibhora rinoshandiswa mumutambo wenhabvu.futudzaKufutudza mudziyo kuuswatudza kana kuukudza nokurova-rova...futumaKana chubhu inenge ichipombwa ichifutuma, inenge ichikura...futunuKuti futunu kuzvimba kana kufuta, sezvinoita bhora kana...futunudzaKufutunudza chinhu kuchirova-rova mukati chichizvimbira...futunukaKana chinhu chafutunuka chinenge chakura kana kuzvimba...futunuraKufutunura chinhu kuchikudza nokuda kokuchizadza nezvinhu...futuraKana uchifutura mudziyo wanga wafovera unenge...fututaKufututa kuzvimba, kunyanya paganda.fututikaKufututa.fututuKuti fututu kukura kwechinhu chisina kunyatsotsindirwa...fututu fututuKuti fututu fututu kufamba kwemunhu akatsamwa.futwaKuzvimba kwemuviri nekuda kwekuti pane chakuvadzwa kana...futyunuKuti futyunu kubudisa zvinhu zvakawanda panguva imwe...futyunukaKufutyunuka kubuda kwezvinhu zvakawanda panguva imwe...futyunuraKufutyunura zvinhu kuzvibudisa pamhene zviri zvizhinji.fuukaKana chinhu chakafuuka chinenge chabikwa zvechimbichimbi...fuuraKufuura chinhu kuchibika kwekanguva kakanyanya kupfupika...fuvaNguva yemadekwana apo zuva rinoda kuderera.fuveFuve kapembenene kanenge ndere kanodyiwa uye...fuvisaKukonzera kuti nhoroondo ifuve.fuweFuwe ruzha kana kuti kuimba kunoita vakadzi pavanenge...fuzaidiotfuzhoFuzho kamudziyo kokupara nako.fuzhuKuti fuzhu kubvajuka kunoita zvinhu zvichibuda mumudziyo...fuzhukaKufuzhuka kubuda kwezvinhu zvakawanda zvichibva mumudziyo...fuzhuraKana uchifuzhura zviyo unenge uchizvibudisa mumudziyo...fuziFuzi munhu akapusa anongoita zvose zvokufungirwa...fwinhaNhasi tichakarofuva kutamba tsoro yedu panze apo pamusana...

