KwaunobvaDuramazwiF 2

Duramazwi

Mazwi ane F.

646 Shona headwords beginning with F, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa3

finhikaKana ukafinhika mvura yawakatakura unenge wairasa mushure...finhiraKana ukafinhira mvura unenge waidira pamusoro pechimwe...finhuKana munhu akati finhu anenge ashandura uso hwake...finhudzaKana chinhu chichifinhudza chinenge chichiita kuti munhu...finhukaKufinhuka kushanduka pauso kana maitiro, kubva muzvakanaka...finhuraKana munhu afinhura anenge ashandura uso, agumbuka.finifiniMunhu ane finifini ndouya asina hanya nechinhu kana kuti...fininiKana mvura iri pamoto yoti finini inenge yoita karuzha...FinirendifinlandfinyaFinyamo.finyamaKufinyama kuunyanisa kumeso, uchiratidza kusema kana...finyamisaKana munhu akafinyamisa kumeso anenge aunyanisa ganda...finyamowrinklefinyinyaKana wakafinyinya unenge wakaunyanisa kumeso kwako...finyinyifinyinyikaKufinyinyika kutanga kubuda misodzi kunoita munhu kana...firaKana uchifira fomu unenge uchirizadzisa nokunyora...firapoShurire.firidhaKana kochi wetimu afirudha mutambi webhora anenge aita...firifitiFirifiti rudzi rwehowa hune rukanda rwakatsvuka chaizvo.firijirefrigeratorfirimufilmFiripainiphilippinesFiripiPhilipfiriraKana munhu achifirira anenge achishingirira kuita chimwe...fiririraKana uchifiririra chimwe chinhu unenge uchichidisisa...firitafilterfiriwiriFiriwiri rudzi rwebhasikoro raunokwanisa kutenderedza...firoFiro inzira inenge yafa nayo munhu.firosofiFirosofi mafungiro ano udzamu anotungamirira vanhu...firudhafirwaKana munhu achinzi afirwa anenge ane hama yake inenge...fiscalfiscalfishaKufisha kuviga chinhu zvokuti iwe woga ndiwe unenge...fitafitfitanaKana vanhu vaviri vachinzi vakafitana zvinenge...fivhatyphoidfiyoKuti fiyo kuita karuzha kunoita mweya kana uchibuda...fizifeesFizikisiFizikisi chidzidzo chiri maererano nesimba uye mamiriro...fizukaKuvhinyuka.fizuraKufizura kubika chikafu kwenguva shoma, zvekuti chinosara...flavourflavorfldhafeedflvhafeverflzifeesfoliterfo-oKuti fo-o kubuda kunoita mweya wakawanda uchitonzikwa...fobhaKufobha munhu kumurova kumeso nechibhakera.fodoKuti fodo kutswinya munhu chaizvo zvinorwadza.fodogoKuti fodogo kutsunya zvinorwadza nenzwara.fodogoraKana ukafodogora munhu unenge wamutsunya zvinorwadza...fodoraKana ukafodora munhu unenge wamutsunya zvine utsinye.fodyatobaccofofoFofo kabhokisi kemechisa kanenge kane mikwene...fofomaKufofoma kushinyira kunoita mvura iri mupoto kana yava...fofoongweFofoongwe munhu akafuta chaizvo uye aine muviri muhombe.fofovaKufofova kusvava nokuoma sezvingaita mbambaira kana...fofovokaKufofova.fofovongweFofovongwe munhu akasimba zvikuru aine mumhu mukuru.fofovoraKufofovora mudziyo kuupara muchibvisa zvose zviri mukati.fohoraPakuita basa, kana ukafira fohora unenge washanda nesimba...foiKwiriti.foi foiKana munhu achiti foi foi anenge achifambisa, achiratidza...foiraKufoira kukundikana, wobva watadza kubudirira pane...fojaKana munhu achifoja mari, zvinyorwa kana zvimwewo zvinhu...fokasaKana uchifokasa kamera unenge uchiigadziridza kuti zvauri...fokasiKana kamera iri mufokasi inenge yakanyatsoteya kuti zviri...fokoforkfokonoKuti fokono kupinza ruoko sezvakaita musaga uchinokora...fokoterwaKufokoterwa kusuruwara kunokonzerwa nokushaya wokutandara...fomaKufoma uswa kuhuvhomora kubva padenga remba.fomboKana ukati chimwe chinhu fombo unenge uchichichera...fombodzaKana uchifombodza chinhu unenge uchichichera nechomukati...fomboraKufombora kuchera uchibvisa zviri mukati uchisiya mwena...fombweFombwe chinhu chakagadzirwa chakaita zvokuche-rwa mukati...fombweraKana chinhu chakafombwera chinenge chakachereka mukati...fomesheniMunyaya dzezvemitambo fomesheni marongerwe anenge akaitwa...fomuformfomurabhaFomurabha irabha yakapfava yakazara tumwena tudiki...fonaKufona kubaya nhamba dzenhare dzomunhu waunenge uchida...fondoNguruve.fondokaKana munhu afondoka nebasa anenge ashanda zvikuru, zvokuti...fondonoraKufondonora kurova chinhu uchichiswatanudza pachanga...fondoraMuchina yerubatsiro kure.fondotaKufondota kudya uchinyatsa kuratidza kufarira zvauri kudya...fongoKuti fongo kukotama munhu asina hanya nekuti muviri wake...fongoraKana munhu akafongora anenge akakotama asina hanya nokuti...foniphoneFonorojiFonoroji chidzidzo chiri maererano nemaumbirwo nemabudiro...fonyedzaKukonzera nhoroondo ioneke zvakanaka.fonyeraKupfonyedza.fonyoKuti fonyo kukombama kana kufovera kwechinhu.fonyodzaKana ukafonyodza simbi unenge waikombamisa.fonyokaKana simbi yakafo-nyoka inenge yakakombama.fonyoraKufonyora kukombamisa chinhu chakaita sesimbi.foonoraKana munhu akafoonora zvinhu zvange zvakavanzika anenge...footiniKana munhu achinzi ifootini anenge ari munhu akapusa...foraeditingforimboForimbo munhu muhombe, mukobvu, ane huma huru.foroForo mutsetse unocherwa negejo pamunenge muchirima.forogopitchforkforomamoldforomanisupervisorforosiForosi imwe yemombe mbiri dzinenge dzichitungamirira...forototoKuti forototo kupera mweya kunoita vhiri kana bhora...ForumforumfosedzeraKufosedzera kupinza chimwe chinhu pachisingakwani...foshoKuti fosho kubuda kunoita zvinhu mumudziyo wakaita sesaga...foshokaKufoshoka kuwodzvoka kunoita zvinhu zvichibva mumudziyo...foshonoraKana munhu akafoshonora nyaya dzakavanzika anenge...foshoraKana uchifoshora ivhu kana mupfudze unenge uchiuchera...foshoroshovelfosiferasiIchi chiwanikwa chakaita ivhu chine uturu chaizvo...fosifetiFosifeti mushonga unenge uine fosiferasi, unoshandiswa...foterezafertilizerfotoFoto mufananidzo wakatorwa nekamera.fotokopaKana munhu achifotokopa chinyorwa anenge achishandisa...fotokopiFotokopi chinyorwa kana mufananidzo unobuda kubva pane...fotokopiyaphotocopierfototoNyarotarota.fototodzaKana ukafototodza vhiri kana bhora unenge wariita kuti...fototokaKufototoka kupera mweya kwechinhu chakaita sevhiri kana...foundationfoundedfoveKana chinhu chati fove chinenge chawira mukati.fovedzaKana ukafovedza gaba unenge warirova mativi aro achipinda...foveraKuunyana kwemativi echinhu achipinda mukati.fovhoroKana ukashandira kana kufambira fovhoro unenge wapedza...foviKuti fovi kukanda chinhu mukanwa, wobva wachimedza.fovoKuti fovo kusvava kunoita chinhu chakaita sembambaira kana...fovotoKana chinhu chati fovoto chinenge chapfava zvokuratidza...fovovaKufovova kusvava kunoita mbambaira kana mbatata kana...fovovoFovovo imwe yembesa dzinenge dzakasvava, dzatadza kusvika...fovovodzazvose zvanga zvaitika, akabva angoti fovovo kunyarara.fovovokaKufovova.foyaKutaura zvakawanda zvisiri izvo.fozoKuti fozo kudonha kwechinhu kubva panzvimbo yakakwirira...fozodzaKufozora.fozokaKufozoka kudonha kubva panzvimbo pakakwirira, kazhinji...fozoraKufozora kudonhedza chinhu kubva pakakwirira.FrancefacadefuKana chinhu chati fu chinenge chapera kana kutsakatika...fu-uKuti fu-u kukurumidza kubika, zvokuti unobva wangopedza...fudigaKufudigira.fudigiKuti fudigi kuvhara chimwe chinhu uchiita zvokuchifukidza.fudigiraKufudigira kuvhara uchiita zvokufukidza nechimwe chinhu.fuduguKuti fudugu kubvisa chinhu chinenge chakavhara chimwe...fudugukaKana chinhu changa chakambovharika chikafuduguka chinenge...fuduguraKufudugura kuvhura kana kukudubura chinenge chakavhara...fudzaKuchengetedza.fudzamombeFudzamombe ishiri chena inoswera nemombe ichidya zvitota...fudziPfudzi inhengo yemuviri iri kuseri kwehuro, pakati...fufuZinyamhunga.fufudzaKufembedza hwema kana munhuwi.fufudzikaKufufudzika kufema kuno ruzha, zvichiita sokunge gurokuro...fufudziraKana munhu achifufudzira anenge achitsvaga chinhu...fufumuKuti fufumu kuzvimba kunoita imwe nzvimbo pamuviri.fufumukaKufufumuka kuzvimba kunoita imwe nzvimbo pamuviri.fufumuraKufufumura kukonzera kuti chinhu chizvimbe, kusimukira...fufunaKufufuna kudya uchimedza zvimwe, zvimwe uchipfira.fufunuKuti fufunu kubvisa kaganda kepamusoro pechinhu chakaita...fufunukaKufunuka.fufunuraKufufunura kubvisa ganda repamusoro pechinhu.fufurabutterflyfufuridzaKufufuridza kutsvaga zvekudya uchiita zvokononga-nonga.fufuroFufuro mubhadharo unopiwa munhu kuti asadura zvakaipa...fufutidzaKana chokudya chichifufutidza chinenge chichikuita kuti...fufutirwaKana munhu achifufutirwa anenge achinzwa dumbu rake...fugaKuzvifukidza nejira kana gumbeze kuitira kudziya.fugamaKufugama kudzikisa muviri kusvika wamira nemabvi, kuri...fugidzacoverfuguduraKana ukafugudura jira unenge waribvisa pamusoro pecharanga...fuguraKubvisa jira kana gumbeze rapfukidzwa.fuhuKuti fuhu kubika chinhu kokungodziyisa kwekanguvana.fuhukaKufuhuka kuoma kwechirimwa nokuda kokupiswa nezuva.fuhunuraKana munhu achifuhunura mudziyo wakaita sepoto, anenge...fuhuraKana ukafuhura muriwo wemashizha unenge wangoubika...fuhwiraKushandisa mapiritsi kana mishonga kuitira kudaidzira rudo...fukaKuisa chipfeko kana gumbezi pamuviri.fukamisaKufukamisa kuuraya munhu kana chinhu nenzara.fukataKufuratira.fukatidzaKufukatidza munhu kumuita kuti akanganwe chimwe chinhu...fukenyikaMunhu akashama muviri.fukidzashelterfukidziraKufukidzira kuvharidzira zvimwe zvinhu kuti zvisaonekwa...fukidzoFukidzo ijira kana kuti gumbezi rinopuwa munhu paanenge...fukiraKufukira goronga kurivhara nokuisa uswa pamusoro paro.fukiridzaKana munhu achifukiridza chinhu anenge achichivanza...fukiroFukiro ijira, uswa, mashizha kana chimwewo chinhu chinenge...fukoChiro chinoshandiswa pakufuka.fukuFuku rudzi rwetsoro inotambwa nevanhu vachishandisa...fuku fukuKuti fuku fuku kubvisa ivhu mugomba raunenge uchichera...fukudzaKufugudura.fukudzikaKufukudzika kubva pamuviri kwemunhu ambenge akazvitakura...fukufukuKana huku ichiti fukufuku mubukuta inenge ichiumburuka...fukumbaKufukumba kuchera pasi nemhino sezvinoita nguruve.fukumuKuti fukumu kukurumidza kumuka mangwanani.fukumukaKana munhu akafukumuka anenge asina tsika kana mutsigo.fukunuKuti fukunu kubudisa chinhu changa chiri muvhu rakapfava.fukunuraKufukunura kuchera uchibudisa chinhu changa chiri muvhu...fukunyaKufukunya kugutsurira musoro kunoita munhu ane-nge ava...fukunyuraKukonzera kuti chinhu chifukunyuke.fukuraKufukura kuchera ivhu rakaregedzeka. Vakafukura jecha...fukusaKuchera kana kuteta pasi zvishoma zvishoma.fukushaKana munhu achifukusha pasi anenge achifamba mitunhu...fukusiraKufukusira kuumburuka mubukuta kunoita huku ichiteta...fukusiroFukusiro kuumburuka kunoita huku mudota kana kuti mubukuta.fukusoFukuso chimuti kana kuti chisimbi chokugofesa mwoto kuti...fukusuKuti fukusu kupetuka kana kudzoka muchitevedza...fukusukaKufukusuka kupetuka kana kudzokera muchifamba...fumasubstancefumandiweIri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana...fumbaKufukidza mativi ose.fumbataKupeta zvigunwe wevhara chanza nenzira yesimba.fumbatiraKuramba wakabaya chimwe chinhu muchanza chakavharwa.fumbiraKubudisa mhepo nenzira yeruzivo.fumboFumbo mushonga unoshandiswa nomuroyi kurarisa munhu kuti...fumbuRuvara rwekuchena kune muchena wakasviba simbi.fumbunuraKufumbunura ruoko kuruzarura nokutambanudza zvigunwe...fumeFume izwi rinoshandiswa kuratidza nguva yemangwanani...fumhaKana munhu akafumha mumwe nembama inenge yapfuura nepedyo...fumhataKana shiri yakakura ikati fumhata inenge yamhara...fumhiraKufuridza kana kusvaya.fumhoFumho idavi romuti rine mashizha manyoro rinoshandiswa...fumiradzoka nadzo kuzokama mukaka.fumisaKuita kuti munhu ave neupfumi (pfumisa).fumo-Ichi chivakiso kana kuti chiumbamazwi chinoshandiswa...fumuKuti fumu chinhu kuchirerutsa kana kuita kuti chisaonekwa...fumukashamelessfumuraKubudisa chinhu chakaipa pachena.fumvaraKufumvara kugara pasi munhu akakotamira mberi uye...funaKufuna kuvhiya mhuka uchinyatsobvisa nyama yose padovo...funa funaKuti funa funa kutsvaka neshungu chinhu chinenge...fundaKufunda munhu kumupa zvokudya zvakawanda, zvokuti...funda [-pfunda]Kufunda chokunwa kana kuti chokudya mumukanwa...fundaidzaKufundaidza kutakudza munhu zvakawanda, zvinorema.fundeDanda duku rerutsanga richiri manyoro.fundiFundi mashizha anotanga kubuda muvhu panomera mbatatisi.fundikaKana munhu achifundika chinhu anenge achichichengeta...fundikiraKufundikira kutsauka munzira kuti mumwe apfuure.fundiraKufundika.fundisaKudzidzisa.fundoknotfunduKuti fundu kuzvimbira kunze kwechinhu chinenge chisina...fundukaKufunduka kuzvimba kana kubudikira kunze kwechinhu...fundumwaKana munhu akati _fundumwa_ kumeso kwake kunenge...fundumwadzaKukonzera kuti mumwe fundumare.fundumwaraImwe mhando yekufunduvura.fundumwarwaFundumwarwa munhu anongogara akatsamwa kana kuti...fundunduKuti fundundu kusimudza musana kana nyundwa, sezvinoita...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store