Duramazwi
Zvinoreva
Kufoira kukundikana, wobva watadza kubudirira pane zvawanga uchiedza kuita.
1
Kufoira kukundikana, wobva watadza kubudirira pane zvawanga uchiedza kuita.
Kana usingadi kuverenga uchafiora bvunzo pakupera kwegore.
Ndakabhadhara mari yangu yechikoro asi zvose zvakaperera pasi mwana wangu afoira.
Dofo chero ukariudzira sei rinogona kufoira nokuti harigoni kunzwisisa zvinotaurwa.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03foja
Kana munhu achifoja mari, zvinyorwa kana zvimwewo zvinhu anenge achikoponora zvinhu izvi kana kugadzira zvimwe zvekunyepera.
VerengaSwipe for the next word