KwaunobvaDuramazwiFfumba

Duramazwi

fumba

-bvura

Zvinoreva

Kufukidza mativi ose.

Kufumba kushandisa mushonga wokurarisa munhu kuti asaziva zvaari kuita kana kuti zviri kuitwa paari.

1

Kufukidza mativi ose.

Kupfumba muromo kuuvhara kwaunouita kana uine chawaisa mukanwa kana kuti washatirwa.

Kana mukafumba mbambaira munenge muchidzigocha makadzifukidza nemazimbe.

Chifumba itsika yokukama mombe mhuru isingatendedzwi kunwa. Mombe dzamabhunu dzinokamwa chifumba.

2

3

Kufumba kuchera pasi nemhino sezvinoita nguruve.

4

Kufumba kushandisa mushonga wokurarisa munhu kuti asaziva zvaari kuita kana kuti zviri kuitwa paari.

Kupfumba muromo kuuvhara kwaunouita kana uine chawaisa mukanwa kana kuti washatirwa.

Kana mukafumba mbambaira munenge muchidzigocha makadzifukidza nemazimbe.

Chifumba itsika yokukama mombe mhuru isingatendedzwi kunwa. Mombe dzamabhunu dzinokamwa chifumba.

Zvakafanana

-bvura

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fumbata

Kupeta zvigunwe wevhara chanza nenzira yesimba.

Verenga

Swipe for the next word