Duramazwi
Zvinoreva
Kupeta zvigunwe wevhara chanza nenzira yesimba.
1
Kupeta zvigunwe wevhara chanza nenzira yesimba.
Kufumbunura ruoko kuruzarura nokutambanudza zvigunwe zvawanga wambofumbata.
Chifumbata rudzi rwemhunga inoita shanga diki dzakabatana chaizvo.
Chidyaro mutambo wekufembera ruoko rwakafumbata chinhu.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fumbatira
Kuramba wakabaya chimwe chinhu muchanza chakavharwa.
VerengaSwipe for the next word