KwaunobvaDuramazwiFfumandiwe

Duramazwi

fumandiwe

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana uchireva kuti nyakutenga wacho wanyanya kumurerutsira zvokuti iwe ndiwe waruza.

1

Iri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana uchireva kuti nyakutenga wacho wanyanya kumurerutsira zvokuti iwe ndiwe waruza.

Pfumandiwe izwi rinoshandiswa nomunhu anotengesa, kuratidza mutengi kuti awana chinhu nemutengo wakaderera.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fumba

Kufukidza mativi ose.

Verenga

Swipe for the next word