KwaunobvaDuramazwiFfundunu

Duramazwi

fundunu

Zvinoreva

Kuti fundunu kusununguka kwezvinhu zvanga zvakasungwa, zvichikonzera kuti zvanga zviri mukati zvibude pachena.

1

Paakati fundunu kabhegi kake, makabva mabuda nhumbi dzakange dzakazara tsvina.

Kuti fundunu kugara kwemunhu akanyarara uye akasuruvara.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word