KwaunobvaDuramazwiFfinhu

Duramazwi

finhu

Zvinoreva

Kana munhu akati finhu anenge ashandura uso hwake achiratidza kutsamwa.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

finhudza

Kana chinhu chichifinhudza chinenge chichiita kuti munhu asvotwe zvokutorutsa.

Verenga

Swipe for the next word