KwaunobvaDuramazwiFfundumwa

Duramazwi

fundumwa

Zvinoreva

Kana munhu akati _fundumwa_ kumeso kwake kunenge kuchiratidza kushatirwa kana kugumbuka, uye anenge akavhara muromo wake.

1

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fundumwadza

Kukonzera kuti mumwe fundumare.

Verenga

Swipe for the next word