KwaunobvaDuramazwiFfundumwara

Duramazwi

fundumwara

Zvinoreva

Imwe mhando yekufunduvura.

1

Imwe mhando yekufunduvura.

Tadiwa akasvika shasha BaTakue yakafundumwara.

Ikoko akasvika Tanaka akafundumwara.

Kana munhu akati kwirindindi anenge akafundumwara, asingadi zvekutaura-taura.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fundumwarwa

Fundumwarwa munhu anongogara akatsamwa kana kuti achiratidza kugumbuka.

Verenga

Swipe for the next word