KwaunobvaDuramazwiMmaramwa

Duramazwi · zita

maramwa

chiramwa

Zvinoreva

Maramwa itsika yekuti mumwe munhu kana akangotsamwa oramba chikafu kana kutaura.

1

Zvakafanana

chiramwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

maranga

Maranga zvichena zvinobuda pamativi emaso kana munhu akavata, kana kuti maziso achirwadza.

Verenga

Swipe for the next word