Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane marambakukundwa anenge aine nharo zvokuti haawanzoda kubvuma kuti zvaanofunga iye zvinogona kunge zvisiri izvo.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03marambakutya
Uku kuratidza kwaunoita waunoda kurwa naye kuti haumutyi. Simba akapa Ringi kabhakera kadiki kemarambakutya.
VerengaSwipe for the next word