Duramazwi
fuzhuka
-vhozhoka
Duramazwi
Kufuzhuka kubuda kwezvinhu zvakawanda zvichibva mumudziyo unenge wabvaruka kana kutsemuka.

01 / 03fuzhura
Kana uchifuzhura zviyo unenge uchizvibudisa mumudziyo wokutakurisa, zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word