Duramazwi · zita
Zvinoreva
Fuzho kamudziyo kokupara nako.
1
Fuzho kamudziyo kokupara nako.
Chifuzho idoro rinopiwa vanhu vanobvisa chibage pachange chakafanochengeterwa vachichiisa mudura.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuzhu
Kuti fuzhu kubvajuka kunoita zvinhu zvichibuda mumudziyo wokutakurira. Zviyo zvakati fuzhu, saga rabvaruka.
VerengaSwipe for the next word