Duramazwi02 / 03fenyukaKana muromo wemunhu ukafenyuka unenge wabuda nyama dzomukati kunze. Akarohwa namatsotsi muromo ukafenyuka.Verenga→