Duramazwi
Zvinoreva
Kuchovha nenzira yeruzivo.
1
Kuchovha nenzira yeruzivo.
Kusesa kufenura makanda enhanga renhopi kuti rizokwanisika kubikika.
Kufefenura kubvisa ganda pachidyiwa chakaita seranjisi, kana mbatatisi, kana mbambaira yakabikwa.
Kufefenura kukwenga kana kupara uchibvisa makoko.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fenya
Kana munhu achifenya mashizha echibage anenge achiatsemura kuti aone kana chaibva.
VerengaSwipe for the next word