Duramazwi
Zvinoreva
Kufenengara kumira wakadzorera dumbu mukati, mushure mokufema uchiburitsa
1
Kufenengara kumira wakadzorera dumbu mukati, mushure mokufema uchiburitsa
Kana wakafenengara unenge wagara panzvimbo yakakwirira.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fenenge
Kuti fenenge kumira wakadzorera dumbu mukati, mushure mokufema uchiburitsa mweya unenge uri mumuviri.
VerengaSwipe for the next word