KwaunobvaDuramazwiFfenengedza

Duramazwi

fenengedza

Zvinoreva

Kana wakafenengedza dumbu unenge wakaridzorera mukati mushure mokuburitsa mweya nomumhino.

1

Kana uchifenengedza dumbu unenge uchirikwevera mukati.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fenga

Kupara nechomukati.

Verenga

Swipe for the next word