KwaunobvaDuramazwiFfenduka

Duramazwi

fenduka

Zvinoreva

Kana zvirimwa zvofenduka zvinenge zvava kutanga kubuda panguva imwe chete.

1

Kana zvirimwa zvofenduka zvinenge zvava kutanga kubuda panguva imwe chete.

Iyo nguva ino iyi ndiyo inofenduka maruva ose, zvokuti kunze kunobva kwayevedza kutarisa.

Kana zvirimwa zvofenduka zvinenge zvava kutanga kubuda panguva imwe chete.

2

Kana chinhu chichifenduka chinenge chichikwanisika kuti chichekererwe mativi acho kuti chigova chidiki.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fendura

Kufendura kupara kana kuchekerera dehwe nyoro.

Verenga

Swipe for the next word