KwaunobvaDuramazwiFfendu

Duramazwi · zita

fendu

Zvinoreva

Izwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.

Kuti fendu kucheka kana kubvisa chidimbu kubva pane chimwe chinhu.

Kuti fendu kubuda kwezvirimwa panguva imwe chete, zvakawanda.

1

Pfendu inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiyiwa.

2

3

Chifendu tudimbu tudiki tunobva pahuni yatemwa.

Zvakafanana

femu

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fenduka

Kana zvirimwa zvofenduka zvinenge zvava kutanga kubuda panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word