Duramazwi03 / 03fembaKufemba kufema zvinesimba uchikwevera mweya mukati, kuti usvute fodya yomumhino kana kuti unyatsonzwa munhuhwi kana hwema hwechimwe chinhu. Vazhinji vanoita zvokufemba fodya yebute asi vamwe vanoita zvokuiisa pasi porurimi.Verenga→