Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ferenu kubvisa makanda pachidyiwa chakaita seranjisi kana mbatatisi.
1

2
Zvakafanana
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03ferenuka
Kana uchiferenuka muviri wako unenge uchizvimba kana kukura, zvokuti kana wanga uri mutete unoita mukobvu.
VerengaSwipe for the next word