Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchiferenuka muviri wako unenge uchizvimba kana kukura, zvokuti kana wanga uri mutete unoita mukobvu.
1

2
Kufere-nuka kukwatanuka kunoita ganda sezvinoita munhu atsva nemoto kana nemvura.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03ferenura
Kana uchiferenura mbatatisi unenge uchibvisa ganda rayo.
VerengaSwipe for the next word