KwaunobvaDuramazwiKkapeti

Duramazwi · zita

kapeti

carpet

Zvinoreva

Kapeti chirukwa chikobvu chinowaridzwa kana kunamirwa pauriri mumba.

1

Kana munhu akarukwa kapeti anenge aine dhiredhi rakanyatsonamira nemusoro.

Mvura yawateura yabva yanyangata mukapeti.

2

Kana munhu akarukwa kapeti anenge aine dhiredhi rakanyatsonamira nemusoro.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kapi kapi

Kuti kapi kapi kunwa mvura uchiita zvokuiteka nemaoko, uye uchikasika. Akamboti kapi kapi mvura mumufuku asati ayambuka rukova.

Verenga

Swipe for the next word