Duramazwi
Zvinoreva
Kukapara kubvisa mashizha omuriwo omuzasizasi akatsvukuruka, kuitira kuti muriwo wacho ugokura zvakanaka.
1
Kukapara kubvisa mashizha omuriwo omuzasizasi akatsvukuruka, kuitira kuti muriwo wacho ugokura zvakanaka.
Rubvumo kubvisa zvingaita semari, kuri kuratidza kuti watenda mhosva yawakapara.
Nzvimbo inochengeterwa vanhu vakapara mhosva vakasungwa (prison/jail).
Kurandura kushingirira kuramba mhosva yaunoziva kuti wakapara.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kapenda
carpenter
VerengaSwipe for the next word